Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ini noruoko rwangu ndichaonana navaporofita ivavo vanoona zviratidzo zvamanyepo vachishopera zvenhando. Havasi kuzombofa vava mudare ravanhu vangu kana kunyorwa mazita mubhuku remba yaIsiraeri kunyange kutsika munyika yeIsiraeri. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ruʋoko rwaŋgu rucarwa naʋaprofita ʋanoʋona ɀinonyeŋgera naʋanoʋuka nhema; haʋaŋgaraŋgani naʋanhu ʋaŋgu, haʋaŋganyorwi mazita aʋo parugwaro rweimba yaIsraeri, haʋaŋgapindi munyika yaIsraeri; ɀino mucaziʋa kuti ndini Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ruoko rwangu rucharwa navaporofita vanoona zvinonyengera navanoporofita nhema; havangarangani navanhu vangu, havanganyorwi mazita avo parugwaro rweimba yaIsiraeri, havangapindi munyika yaIsiraeri; zvino muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ini noruoko rwangu ndichaonana navaporofita ivavo vanoona zviratidzo zvamanyepo vachishopera zvenhando. Havasi kuzombofa vava mudare ravanhu vangu kana kunyorwa mazita mubhuku remba yaIsiraeri kunyange kutsika munyika yeIsiraeri. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ruoko rwangu rucharwa navaprofita vanoona zviratidzo zvenhema uye vanotaura kuvuka kwenhema. Havangavi pakati pamakurukota avanhu vangu kana kunyorwa muzvinyorwa zveimba yaIsraeri, uye havangapindi munyika yaIsraeri. Ipapo muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 13:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy