Ezekieri 13:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Vanotaura zvemanyepo vachishopera zvenhema vachiti zvanzi naTenzi iye Tenzi asina kuvatuma. Izvozvo vanenge vachitarisira kuti Mwari achazadzisa zvavanenge vataura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakaʋona ɀinonyeŋgera nokuʋuka kwenhema, iʋo ʋanoti: Jehova unoti! Asi Jehova haana‐kuʋatuma, ɀino ʋakati shoko raʋo ricasimbiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vakaona zvinonyengera nokuporofita kwenhema, ivo vanoti, ‘Jehovha anoti!’ Asi Jehovha haana kuvatuma, zvino vakati shoko ravo richasimbiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vanotaura zvemanyepo vachishopera zvenhema vachiti zvanzi naTenzi iye Tenzi asina kuvatuma. Izvozvo vanenge vachitarisira kuti Mwari achazadzisa zvavanenge vataura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zviratidzo zvavo ndezvenhema uye kuvuka kwavo inhema. Ivo vanoti, “Jehovha anoti,” asi Jehovha asina kuvatuma; asi vanotarisira kuti mashoko avo azadzisike. Viz kapitola |