Ezekieri 13:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvenhema kana kuzomboshoperazve. Ndichanunura vanhu vangu mumaoko menyu. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 naiɀoɀo hamucazoʋoni ɀe ɀiratidzo ɀinonyeŋgera kana kuʋuka ɀinoʋukwa; ini ndicarwira ʋanhu ʋaŋgu pamaʋoko enyu; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvinonyengera kana kuuka zvinoukwa; ini ndicharwira vanhu vangu pamaoko enyu; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvenhema kana kuzomboshoperazve. Ndichanunura vanhu vangu mumaoko menyu. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 naizvozvo hamuchazoonizve zviratidzo zvenhema kana kuita zvokuvuka. Ndichaponesa vanhu vangu pamaoko enyu. Ipapo zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ” Viz kapitola |