Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Honguka nokuti vakatungamirira vanhu vangu kusiri iko vachiti rugare irwo rugare rwacho pasina, uyewo nokuti vanhu pavakavaka rusvingo, vaporofita ivava ava vaibvawo varudzurura nesuko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti, ɀirokwaɀo nokuti ʋakanyeŋgera ʋanhu ʋaŋgu, ʋaciti: Rugare! iɀo hakunorugare; kana ʋoʋaka ruȿiŋgo, tarira, ʋoʋuwa nesuko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti zvirokwazvo, nokuti vakanyengera vanhu vangu, vachiti, ‘Rugare!’ Izvo hakuna rugare; kana vovaka rusvingo, tarira, vovhuwa nesuko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Honguka nokuti vakatungamirira vanhu vangu kusiri iko vachiti rugare irwo rugare rwacho pasina, uyewo nokuti vanhu pavakavaka rusvingo, vaporofita ivava ava vaibvawo varudzurura nesuko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “ ‘Nokuda kwokuti vanotsausa vanhu vangu, vachiti, “Rugare,” ipo pasina rugare, uye nokuti pavanovaka rusvingo rwakatetepa vanorupenda nependi chena.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 13:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy