Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 10:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvino ndakatarisa onei paiva namavhiri mana pedyo namakerubhu iwayo, vhiri rimwechete riri parutivi pekerubhu kutarisika kwamavhiri iwayo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ndakatarira, ndikaʋona makumbo manna eŋgoro pamatiʋi amakerubi, rimŋe gumbo kurutiʋi rwekerubi rimŋe, nerimŋe gumbo kurutiʋi rwerimŋe kerubi; pakuʋonekwa kwawo makumbo akaŋga akaita sebge reberiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino ndakatarira, ndikaona makumbo mana engoro pamativi amakerubhi, rimwe gumbo kurutivi rwekerubhi rimwe, nerimwe gumbo kurutivi rwerimwe kerubhi; pakuonekwa kwawo makumbo akanga akaita sebwe rebheriri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvino ndakatarisa onei paiva namavhiri mana pedyo namakerubhu iwayo, vhiri rimwechete riri parutivi pekerubhu kutarisika kwamavhiri iwayo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ndakatarisa, ndikaona parutivi rwamakerubhi mavhiri mana, rimwe vhiri parutivi rwekerubhi rimwe nerimwe, mavhiri acho aivaima kunge ibwe rekrisorite.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 10:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy