Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pakati pemakerubhu, rimwe racho rakatambanudzira ruoko rwaro kumoto waiva pakati pemakerubhu rikatora mumwe moto rouisa mumaoko momurume uya akanga akapfeka rineni. Iye akautora akabuda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kerubi rikatambanudzira ruʋoko rwaro ruciɓuɗa napakati pamakerubi kumŋoto wakaŋga uri pakati pamakerubi, rikatora’po mŋoto ndokuuisa muruʋoko rwowakaŋga akafuka muceka, iye ndokuutora ndokuɓuɗa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kerubhi rikatambanudzira ruoko rwaro ruchibuda napakati pamakerubhi kumoto wakanga uri pakati pamakerubhi, rikatorapo moto ndokuuisa muruoko rwoakanga akafuka mucheka werineni, iye ndokuutora ndokubuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pakati pemakerubhu, rimwe racho rakatambanudzira ruoko rwaro kumoto waiva pakati pemakerubhu rikatora mumwe moto rouisa mumaoko momurume uya akanga akapfeka rineni. Iye akautora akabuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo rimwe ramakerubhi rakatambanudzira ruoko rwaro kumoto wakanga uri pakati pawo. Akatora mumwe moto ndokuuisa mumaoko omurume akanga akapfeka mucheka wakaisvonaka, iye ndokuutora ndokuenda nawo panze.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 10:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy