Ezekieri 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ipapo kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakasumuka mudenga kukabva pamakerubhu kukaenda kumusuo kwemba iyoyi, imba iyi yakazara gore uye nhandare ikazara nokupenya kwokuvapo kwaTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kubginya kwaJehova kukakwira kucibva pakerubi, kukamira pamsoro pecikumbaridzo ceimba, imba ikazadzwa negore, noruʋazhe rwakazara ʋo nokupenya kwokubginya kwaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kubwinya kwaJehovha kukakwira kuchibva pakerubhi, kukamira pamusoro pechikumbaridzo cheimba, imba ikazadzwa negore, noruvanze rwakazarawo nokupenya kwokubwinya kwaJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ipapo kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakasumuka mudenga kukabva pamakerubhu kukaenda kumusuo kwemba iyoyi, imba iyi yakazara gore uye nhandare ikazara nokupenya kwokuvapo kwaTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakakwira pamusoro pamakerubhi kukaswedera kuchikumbaridzo chetemberi. Gore rakazadza temberi, uye ruvazhe rukazadzwa nokupenya kwokubwinya kwaJehovha. Viz kapitola |