Ezekieri 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Pasi pamapapiro azvo, kumativi mana azvo, zvaiva namaoko omunhu. Pahuna hwazvo, uso hwazvo namapapiro azvo zvakanga zvakamira zvakadai sezvizvi: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀakaŋga ɀinamaʋoko omunhu pasi pamapapiro aɀo kumatiʋi aɀo manna; ɀose ɀiri ɀinna ɀakaŋga ɀakaɗai paɀiso ɀaɀo namapapiro aɀo: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvakanga zvina maoko omunhu pasi pamapapiro azvo kumativi azvo mana; zvose zviri zvina zvakanga zvakadai pazviso zvazvo namapapiro azvo: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pasi pamapapiro azvo, kumativi mana azvo, zvaiva namaoko omunhu. Pahuna hwazvo, uso hwazvo namapapiro azvo zvakanga zvakamira zvakadai sezvizvi: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvakanga zvina maoko omunhu pasi pamapapiro azvo pamativi azvo mana. Zvose zviri zvina zvaiva nezviso namapapiro, Viz kapitola |