Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 1:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Kubvira mainge muchiuno chake zvichikwira ndakaona chinenge ndarira yainjenjemera somoto wakachitenderedza. Kubvawo mainge muchiuno macho zvichidzika ndakaona chainge moto. Uye kwakanga kwangoti ngwe-e kuchena kumutenderedza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino ndakaʋona ɀakaita seɗare rinopenya, ɀakafanana nomŋoto mukati maɀo kumatiʋi ose, ɀakabva pakaita seciʋuno cake ɀicikwira kumsoro; ɀino kubva ipapo pakaita seciʋuno cake ɀicienda pasi ndakaʋona cakaita somŋoto; iye wakaŋga akakomberedzwa nokubginya kumatiʋi ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino ndakaona zvakaita sedare rinopenya, zvakafanana nomoto mukati mazvo kumativi ose, zvakabva pakaita sechiuno chake zvichikwira kumusoro; zvino kubva ipapo pakaita sechiuno chake zvichienda pasi ndakaona chakaita somoto; iye akanga akakomberedzwa nokubwinya kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Kubvira mainge muchiuno chake zvichikwira ndakaona chinenge ndarira yainjenjemera somoto wakachitenderedza. Kubvawo mainge muchiuno macho zvichidzika ndakaona chainge moto. Uye kwakanga kwangoti ngwe-e kuchena kumutenderedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Ndakaona kuti pane zvairatidzika sechiuno chake zvichikwira kumusoro, akanga akaita sedare romoto unopenya, sokunge akazara nomoto, uye kubva ipapo zvichienda pasi, airatidzika somoto; uye chiedza chaipenya kwazvo chakanga chakamukomberedza.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 1:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy