Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Zvisikwa zvipenyu zviya pazvaifamba mavhiri aifambawo ari pamativi pazvo. Paisumukawo zvinhu zvipenyu izvozvo mudenga zvichibva pasi mavhiri acho aisumukawo mudenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino kana ɀipenyu ɀofamba, makumbo ofamba ʋo parutiʋi rwaɀo, kana ɀipenyu ɀokwidzwa ɀicibva pasi, naiwo makumbo okwidzwa ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino kana zvipenyu zvofamba, makumbo ofambawo parutivi rwazvo, kana zvipenyu zvokwidzwa zvichibva pasi, naiwo makumbo okwidzwawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Zvisikwa zvipenyu zviya pazvaifamba mavhiri aifambawo ari pamativi pazvo. Paisumukawo zvinhu zvipenyu izvozvo mudenga zvichibva pasi mavhiri acho aisumukawo mudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Zvisikwa zvipenyu zvaiti kana zvofamba, mavhiri aiva parutivi ofambawo; uye kana zvisikwa zvipenyu zvikasimuka kubva pasi, mavhiri aisimukawo.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 1:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy