Ezekieri 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Mavhiri mana iwaya aiva namarhimu nezvipokisi. Marhimu awo akanga akazara namaziso kutenderera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana ari makaŋgo awo, akaŋga akakwirira ʋuye akatyisa; makaŋgo awo iwo manna akaŋga azere nameso kwose‐kwose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Kana ari makango awo, akanga akakwirira uye achityisa; makango awo mana akanga azere nameso kwose-kwose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mavhiri mana iwaya aiva namarhimu nezvipokisi. Marhimu awo akanga akazara namaziso kutenderera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Marimu acho akanga akakwirira uye aishamisa, uye marimu ose ari mana akanga azere nameso kwose kwose. Viz kapitola |