Ezekieri 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvinhu izvozvo zvanga zvakaita samazimbe ari kubhebha nomoto, semazhenje omoto, kana kuti semwenje unovheya-vheya pakati pezvinhu zvipenyu zviya. Moto wacho wakanga uchipenya, mheni yaivaima mauri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ɀiri ɀipenyu pakuʋonekwa kwaɀo, ɀakaŋga ɀakafanana namazimbe omŋoto anopfuta, ɀakafanana namazhenje; mŋoto wairamba ucifamba pakati peɀipenyu; mŋoto waipenya, nomukati momŋoto maiɓuɗa mheni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kana zviri zvipenyu pakuonekwa kwazvo, zvakanga zvakafanana namazimbe omoto anopfuta, zvakafanana namazhenje; moto wairamba uchifamba pakati pezvipenyu; moto waipenya, nomukati momoto maibuda mheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvinhu izvozvo zvanga zvakaita samazimbe ari kubhebha nomoto, semazhenje omoto, kana kuti semwenje unovheya-vheya pakati pezvinhu zvipenyu zviya. Moto wacho wakanga uchipenya, mheni yaivaima mauri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kuonekwa kwezvisikwa zvipenyu izvi kwakanga kwakaita samazimbe omoto anopfuta, kana somwenje. Moto waienda mberi uchidzoka pakati pezvisikwa; wakanga uchipenya, uye mheni yaipenya mauri. Viz kapitola |