Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvakaitika kuti mugore rechimakumi matatu mumwedzi wechina pazuva rechishanu romwedzi iwoyo pandakanga ndiri pakati penhapwa pedyo nerwizi rweKebhari, denga rakazaruka ndikaona zviratidzo zvaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino negore ramakumi matatu, nomŋedzi wecinna, nezuʋa recishanu romŋedzi, ini ndiri pakati paʋakatapxa parwizi rwaKebari, kuɗeŋga kwakazarurwa, ndikaʋona ɀandakaratidzwa ɀaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino negore ramakumi matatu, nomwedzi wechina, nezuva rechishanu romwedzi, ini ndiri pakati pavakatapwa parwizi rwaKebhari, kudenga kwakazarurwa, ndikaona zvandakaratidzwa zvaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvakaitika kuti mugore rechimakumi matatu mumwedzi wechina pazuva rechishanu romwedzi iwoyo pandakanga ndiri pakati penhapwa pedyo nerwizi rweKebhari, denga rakazaruka ndikaona zviratidzo zvaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mugore ramakumi matatu, nomwedzi wechina pazuva rechishanu, ndiri pakati pavakatapwa, paRwizi rweKebhari, matenga akazarurwa, ndikaona zviratidzo zvaMwari.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 1:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy