Estere 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 rokuti: mazuva iwaya ePurimu anofanira kuchengetwa panguva yawo yakatemwa sokutemerwa kwakanga kwaitwa vaJudha vatemerwa nomuJudha uya Modhekai, navahosi Esita, uyewo sokuzvimisira murao kwavakanga vaita ivo pachavo navana vavo panyaya dzokutsanya nokuungudza kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 kuzosimbisa mazuʋa iwayo ePurimi paŋguʋa dzawo dzakatarwa, seɀaʋakarairwa naMordekai muJuda naʋahosi Estere, ʋuye seɀaʋakaŋga ʋaɀisuŋga iʋo naʋana ʋaʋo pamsoro peshoko rokuɀinyima ɀokudya nerokucema kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 kuzosimbisa mazuva iwayo ePurimi panguva dzawo dzakatarwa, sezvavakarairwa naModhekai muJudha navahosi Esiteri, uye sezvavakanga vazvisunga ivo navana vavo pamusoro peshoko rokuzvinyima zvokudya nerokuchema kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 rokuti: mazuva iwaya ePurimu anofanira kuchengetwa panguva yawo yakatemwa sokutemerwa kwakanga kwaitwa vaJudha vatemerwa nomuJudha uya Modhekai, navahosi Esita, uyewo sokuzvimisira murao kwavakanga vaita ivo pachavo navana vavo panyaya dzokutsanya nokuungudza kwavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 kuti asimbise mazuva aya ePurimu panguva dzaakatsaurirwa, sokurayirwa kwazvakaitwa naModhekai muJudha navaHosi Esteri, uye sezvavakanga vazvimisira ivo navana vavo munguva dzavo dzokutsanya nokuchema. Viz kapitolaShona BIBLE31 kuzosimbisa mazuva iwayo ePurimi panguva dzawo dzakatarwa, sezvavakarairwa naModhekai muJudha navahosi Esiteri, uye sezvavakanga vazvisunga ivo navana vavo pamusoro peshoko rokuzvinyima zvokudya nerokuchema kwavo. Viz kapitola |