Estere 9:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 uye kuti mazuva iwaya, mazuva anofanira kurangarirwa nokuchengetwa muchizvarwa choga choga mhuri nemhuri, nyika nenyika, guta neguta; uyewo kuti mazuva iwaya ePurimu haafanire kudarikwa pakati pevaJudha kunyange kuti zvokurangarira mazuva iwaya zvipere pakati pavana vavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 ʋuye kuti mazuʋa iwayo araŋgarirwe nokutambga pakati porudzi rumŋe norumŋe, nemhuri imŋe neimŋe, norutiʋi rumŋe norumŋe rwenyika, neguta rimŋe nerimŋe; ʋuye kuti mazuʋa iwayo ePurimi arege kutoŋgoregwa pakati paʋaJuda, araŋgarirwe nokusiŋgaperi pakati paʋana ʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 uye kuti mazuva iwayo arangarirwe nokutambwa pakati porudzi rumwe norumwe, nemhuri imwe neimwe, norutivi rumwe norumwe rwenyika neguta rimwe nerimwe; uye kuti mazuva iwayo ePurimi arege kutongoregwa pakati pavaJudha, arangarirwe nokusingaperi pakati pavana vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 uye kuti mazuva iwaya, mazuva anofanira kurangarirwa nokuchengetwa muchizvarwa choga choga mhuri nemhuri, nyika nenyika, guta neguta; uyewo kuti mazuva iwaya ePurimu haafanire kudarikwa pakati pevaJudha kunyange kuti zvokurangarira mazuva iwaya zvipere pakati pavana vavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mazuva aya anofanira kurangarirwa agocherechedzwa, murudzi rumwe norumwe, mumhuri imwe neimwe, munyika imwe neimwe uye nomuguta rimwe nerimwe. Uye mazuva aya ePurimu haafaniri kutongoregwa kupembererwa navaJudha, uye kurangarirwa kwawo hakufaniri kuparara pakati pavana vavo. Viz kapitolaShona BIBLE28 uye kuti mazuva iwayo arangarirwe nokutambwa pakati porudzi rumwe norumwe, nemhuri imwe neimwe, norutivi rumwe norumwe rwenyika neguta rimwe nerimwe; uye kuti mazuva iwayo ePurimi arege kutongoregwa pakati pavaJudha, arangarirwe nokusingaperi pakati pavana vavo. Viz kapitola |