Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 pamusana pokuti Hamani muAgagi mwanakomana waHamedhata muvengi wavaJudha waakanga aitira vaJudha bangano rokuvaparadza vatoshandisawo Puri, chin'ange ichocho kuitira kuti vavazhanye vavaparadze.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 nokuti Hamani mŋanakomana waHamedata muAgagi, muʋeŋgi waʋaJuda ʋose, wakaŋga afuŋga zano rokuparadza ʋaJuda, akakanda Puri, ndiyo mijenya, kuʋapedza nokuʋaparadza;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 nokuti Hamani mwanakomana waHamedhata muAgagi, muvengi wavaJudha vose akanga afunga zano rokuparadza vaJudha, akakanda Puri, ndiyo mijenya, kuvapedza nokuvaparadza;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 pamusana pokuti Hamani muAgagi mwanakomana waHamedhata muvengi wavaJudha waakanga aitira vaJudha bangano rokuvaparadza vatoshandisawo Puri, chin'ange ichocho kuitira kuti vavazhanye vavaparadze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Nokuti Hamani mwanakomana waHamedhata, muAgagi, muvengi wavaJudha vose, akanga aronga kuparadza vaJudha uye akanga akanda puri, ndiwo mujenya, kuti vaparadzwe uye vaparadzwe zvachose.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

24 nokuti Hamani mwanakomana waHamedhata muAgagi, muvengi wavaJudha vose akanga afunga zano rokuparadza vaJudha, akakanda Puri, ndiyo mijenya, kuvapedza nokuvaparadza;

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy