Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Nokudaro vaJudha vakatanga kuita basa iri ravakanga vavamba uye sokunyorerwa kwavakanga vaitwa naModhekai

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 ƲaJuda ʋakatenda kuita nomutoʋo waʋakataŋga nawo, seɀaʋakanyorerwa naMordekai;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 VaJudha vakatenda kuita nomutowo wavakatanga nawo, sezvavakanyorerwa naModhekai;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Nokudaro vaJudha vakatanga kuita basa iri ravakanga vavamba uye sokunyorerwa kwavakanga vaitwa naModhekai

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Naizvozvo vaJudha vakabvumirana kuita zvavakanga vatanga, nokuita zvavakanga vanyorerwa naModhekai.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

23 VaJudha vakatenda kuita nomutowo wavakatanga nawo, sezvavakanyorerwa naModhekai;

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy