Estere 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Naizvozvo vaJudha vomumamisha vanogara mumaguta asina masvingo, vanochengeta zuva regumi nechina remwedzi waAdhari sezuva rokufara neremabiko nezuva rokuzorora zvavo vachifaranuka nezuva rokutumirana zvipo zvezvokudya zvakanakisisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Naiɀoɀo ʋaJuda ʋemisha, ʋanogara pamisha isina‐kukombga namaȿiŋgo, ʋanoita zuʋa regumi namanna romŋedzi weAdari zuʋa romufaro neromutambo, ʋuye zuʋa rakanaka, nerokutumirana ɀinonaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Naizvozvo vaJudha vemisha, vanogara pamisha isina kukombwa namasvingo, vanoita zuva regumi namana romwedzi weAdhari zuva romufaro neromutambo, uye zuva rakanaka, nerokutumirana zvinonaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Naizvozvo vaJudha vomumamisha vanogara mumaguta asina masvingo, vanochengeta zuva regumi nechina remwedzi waAdhari sezuva rokufara neremabiko nezuva rokuzorora zvavo vachifaranuka nezuva rokutumirana zvipo zvezvokudya zvakanakisisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ndokusaka vaJudha vomumaruwa, vanogara mumisha, vachicherechedza zuva regumi namana romwedzi waAdhari sezuva romufaro namabiko, zuva rokupana zvipo. Viz kapitolaShona BIBLE19 Naizvozvo vaJudha vemisha, vanogara pamisha isina kukombwa namasvingo, vanoita zuva regumi namana romwedzi weAdhari zuva romufaro neromutambo, uye zuva rakanaka, nerokutumirana zvinonaka. Viz kapitola |