Estere 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Asi vaJudha vaive muguta reSusa vakaunganidzana pazuva regumi nechitatu neregumi nechina vakazozorora pazuva regumi nechishanu vakariita zuva guru remabiko nerokufara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Asi ʋaJuda ʋaiʋa paShushani ʋakaʋuŋgana pazuʋa regumi namatatu napazuʋa regumi namanna romŋedzi iwoyo; nezuʋa regumi namashanu romŋedzi uyo ʋakazorora, ʋakariita zuʋa romutambo neromufaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Asi vaJudha vaiva paShusha vakaungana pazuva regumi namatatu napazuva regumi namana romwedzi iwoyo; nezuva regumi namashanu romwedzi uyo vakazorora, vakariita zuva romutambo neromufaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi vaJudha vaive muguta reSusa vakaunganidzana pazuva regumi nechitatu neregumi nechina vakazozorora pazuva regumi nechishanu vakariita zuva guru remabiko nerokufara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kunyange zvakadaro, vaJudha vaiva muShushani vakanga vaungana pazuva regumi namatatu, neregumi namana, uyezve nezuva regumi namashanu, vakazorora ndokuriita zuva ramabiko nomufaro. Viz kapitolaShona BIBLE18 Asi vaJudha vaiva paShusha vakaungana pazuva regumi namatatu napazuva regumi namana romwedzi iwoyo; nezuva regumi namashanu romwedzi uyo vakazorora, vakariita zuva romutambo neromufaro. Viz kapitola |