Estere 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Pazuva rakarero, shoko rouwandi hwavanhu vakaurayiwa muguta reSusa, guta guru romuzinda wamambo, rakasvitswa kuna mambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Pazuʋa iro kuwanda kwaʋakaʋurawa paShushani nhare yamambo kwakaʋereŋgwa kukaiswa kunamambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Pazuva iro kuwanda kwavakaurawa paShusha nhare yamambo kwakaverengwa kukaiswa kuna mambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pazuva rakarero, shoko rouwandi hwavanhu vakaurayiwa muguta reSusa, guta guru romuzinda wamambo, rakasvitswa kuna mambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakaurayiwa munhare yeShushani vakaziviswa kuna mambo zuva iroro. Viz kapitolaShona BIBLE11 Pazuva iro kuwanda kwavakaurayiwa paShusha nhare yamambo kwakaverengwa kukaiswa kuna mambo. Viz kapitola |