Online Bible

- Reklamy -

Estere 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zvino imi mochinyora zvamunoda nezvevaJudha muzita ramambo mugozvidhinda neringi ramambo rechidhindo nokuti chirevo chinenge chanyorwa muzita ramambo uye chikadhindwa neringi ramambo rechidhindo, hachisandurwi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino imi ʋo cinyorerai ʋaJuda, seɀamunoɗa, nezita ramambo, muɀisimbise necindori camambo; nokuti rugwaro rwakanyorwa nezita ramambo, rukasimbiswa necindori camambo, haruŋgashandurwi nomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino imiwo chinyorerai vaJudha, sezvamunoda, nezita ramambo, muzvisimbise nechindori chamambo; nokuti rugwaro rwakanyorwa nezita ramambo, rukasimbiswa nechindori chamambo, harungashandurwi nomunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zvino imi mochinyora zvamunoda nezvevaJudha muzita ramambo mugozvidhinda neringi ramambo rechidhindo nokuti chirevo chinenge chanyorwa muzita ramambo uye chikadhindwa neringi ramambo rechidhindo, hachisandurwi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Zvino chinyorai chimwe chirevo muzita ramambo sezvamunoona zvakakunakirai mugochisimbisa nemhete yamambo, nokuti hakuna gwaro rakanyorwa muzita ramambo rikasimbiswa nemhete yake ringashandurwa.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

8 Zvino imiwo chinyorerai vaJudha, sezvamunoda, nezita ramambo, muzvisimbise nechindori chamambo; nokuti rugwaro rwakanyorwa nezita ramambo, rukasimbiswa nechindori chamambo, harungashandurwi nomunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Estere 8:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy