Estere 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokuti ndingaise kupi mwoyo kuona nyatwa iri kuwira vanhu vokwangu? Uye kuti ndingabate papi chaizvo kuona vanhu vokwangu vachiparadzwa?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 nokuti ini ndiŋgagona seiko kuʋona ɀakaipa ɀicaitirwa ʋanhu ʋaŋgu? Ndiŋgagona seiko kuʋona kuparadzwa kwaʋanhu ʋaŋgu! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 nokuti ini ndingagona seiko kuona zvakaipa zvichaitirwa vanhu vangu? Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kwavanhu vangu!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti ndingaise kupi mwoyo kuona nyatwa iri kuwira vanhu vokwangu? Uye kuti ndingabate papi chaizvo kuona vanhu vokwangu vachiparadzwa?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kuchiwira kuvanhu vangu? Ndingashinga sei ndichiona kuparadzwa kworudzi rwangu?” Viz kapitolaShona BIBLE6 nokuti ini ndingagona seiko kuona zvakaipa zvichaitirwa vanhu vangu? Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kwavanhu vangu!” Viz kapitola |