Estere 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 uye kuti zviitwe nezuva rimwechete chairo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi musi wacho wegumi nechitatu wemwedzi wegumi nechipiri, ndomwedzi waAdhari iwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ɀose ɀiitwe pazuʋa rimŋe pamatiʋi ose enyika yose yamambo Ahashveroshi, iro zuʋa regumi namatatu romŋedzi wegumi nemiʋiri, uri mŋedzi weAdari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 zvose zviitwe pazuva rimwe pamativi ose enyika yose yamambo Ahashivheroshi, iro zuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 uye kuti zviitwe nezuva rimwechete chairo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi musi wacho wegumi nechitatu wemwedzi wegumi nechipiri, ndomwedzi waAdhari iwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zuva regumi namatatu romwedzi waAdhari ndiro zuva rakanga rakatsaurirwa vaJudha kuti vaite izvi munyika yose yaMambo Zekisesi. Viz kapitolaShona BIBLE12 zvose zviitwe pazuva rimwe pamativi ose enyika yose yamambo Ahasuerusi, iro zuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari. Viz kapitola |