Estere 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Musi iwoyo mambo Ahasuerusi akapa kuna vahosi vake Esita imba yaHamani muvengi wavaJudha Modhekai akauya kuna mambo nokuti Esita akanga amutaurira kuti chii chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino pazuʋa iro mambo Ahashveroshi wakapa ʋahosi Estere imba yaHamani, iye muʋeŋgi waʋaJuda. Mordekai akaȿika pamberi pamambo, nokuti Estere wakaŋga aʋudza mambo kuti cinyi cake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino pazuva iro mambo Ahashivheroshi akapa vahosi Esiteri imba yaHamani, iye muvengi wavaJudha. Modhekai akasvika pamberi pamambo, nokuti Esiteri akanga audza mambo kuti chinyi chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Musi iwoyo mambo Ahasuerusi akapa kuna vahosi vake Esita imba yaHamani muvengi wavaJudha Modhekai akauya kuna mambo nokuti Esita akanga amutaurira kuti chii chake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pazuva iroro Mambo Zekisesi akapa imba yaHamani muvengi wavaJudha kuna vaHosi Esteri. Uye Modhekai akauya pamberi pamambo, nokuti Esteri akanga amuudza nezvoukama hwake naye. Viz kapitolaShona BIBLE1 Zvino pazuva iro mambo Ahasuerusi akapa vahosi Esiteri imba yaHamani, iye muvengi wavaJudha. Modhekai akasvika pamberi pamambo, nokuti Esiteri akanga audza mambo kuti chii chake. Viz kapitola |