Estere 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 nokuti takatotengeswaka isu, ini pamwechete navanhu vokwangu kuti tiparadzwe, tiuraiwe uye kuti titsakatiswe. Dai kuri kuti takangotengeswa chete nhapwa dzechikadzi nedzechirume, ndingadai ndaramba ndakanyarara zvangu. Chinondidariso ndechokuti muvengi wacho iyeyo haazogona kuzogadziridza achitsiva kurasikirwa kunenge kwaita mambo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 nokuti tateŋgeswa, ini naʋanhu ʋaŋgu, kuti tiparadzwe, tiʋurawe, tipedzwe. Ƌai takaŋga tateŋgeswa tiʋe ʋaranda naʋashandiri, ndiŋgaɗai ndanyarara haŋgu, nokuti kutambudzika kweɗu hakuŋgaenzaniswi nokutadzirwa kwamambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 nokuti tatengeswa, ini navanhu vangu, kuti tiparadzwe, tiurawe, tipedzwe. Dai takanga tatengeswa tive varanda navashandiri, ndingadai ndanyarara hangu, nokuti kutambudzika kwedu hakungaenzaniswi nokutadzirwa kwamambo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti takatotengeswaka isu, ini pamwechete navanhu vokwangu kuti tiparadzwe, tiuraiwe uye kuti titsakatiswe. Dai kuri kuti takangotengeswa chete nhapwa dzechikadzi nedzechirume, ndingadai ndaramba ndakanyarara zvangu. Chinondidariso ndechokuti muvengi wacho iyeyo haazogona kuzogadziridza achitsiva kurasikirwa kunenge kwaita mambo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti ini navanhu vangu takatengeswa kuti tiurayiwe tiparadzwe zvachose. Kana dai takanga tangotengeswa senhapwa dzavarume navakadzi, ndingadai ndaingonyarara, nokuti kutambudzika kwakadai hakukodzere kuti mambo akanganiswe zvaari kuita.” Viz kapitolaShona BIBLE4 nokuti tatengeswa, ini navanhu vangu, kuti tiparadzwe, tiurawe, tipedzwe. Dai takanga tatengeswa tive varanda navashandiri, ndingadai ndanyarara hangu, nokuti kutambudzika kwedu hakungaenzaniswi nokutadzirwa kwamambo.” Viz kapitola |