Estere 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokudaro Hamani akapinda, mambo akati kwaari, “Chii chaizvo chingaitirwe munhu kuri kuti mambo ada kumuremekedza?” Ipapo nechomumwoyo Hamani akazviti, “Iye mambo ndiani chaizvo waangafarire kuremekedza kupinda ini?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Naiɀoɀo Hamani akapinda. Mambo akati kwaari: Munhu mambo waanoɗa kumukudza uŋgaitirweiko? Ɀino Hamani akati mumŋoyo make: Mambo ʋaŋgaɗa kukudza aniko, asi ini? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Naizvozvo Hamani akapinda. Mambo akati kwaari, “Munhu, mambo waanoda kumukudza, angaitirweiko?” Zvino Hamani akati mumwoyo make, “Mambo vangada kukudza aniko, asi ini?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokudaro Hamani akapinda, mambo akati kwaari, “Chii chaizvo chingaitirwe munhu kuri kuti mambo ada kumuremekedza?” Ipapo nechomumwoyo Hamani akazviti, “Iye mambo ndiani chaizvo waangafarire kuremekedza kupinda ini?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Hamani paakapinda, mambo akamubvunza achiti, “Chii chingaitwa namambo kumunhu waangafarira kukudza?” Ipapo Hamani akati mumwoyo make, “Ndiani aripo angada kukudzwa namambo kunze kwangu?” Viz kapitolaShona BIBLE6 Naizvozvo Hamani akapinda. Mambo akati kwaari, “Munhu, mambo waanoda kumukudza, angaitirweiko?” Zvino Hamani akati mumwoyo make, “Mambo vangada kukudza aniko, asi ini?” Viz kapitola |