Estere 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Estere akati: Kana mambo acifara naɀo, mambo naHamani ŋgaʋaʋuye nhasi kumafundo andakamugadzirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Esteri akati, “Kana zvichifadza mambo, mambo ngaauye nhasi pamwe chete naHamani, kumabiko andakugadzirirai.” Viz kapitolaShona BIBLE4 Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.” Viz kapitola |