Online Bible

- Reklamy -




Estere 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mambo akati kwaari, “Chiiko nhai vahosi vangu Esita? Chiiko chamuri kukumbira? Munochipihwa chete kunyange chikava zvacho chikamu chepakati napakati chaicho choumambo hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino mambo akati kwaari: Unoreʋeiko ʋahosi Estere? Unokumbireiko? Ucaɀipiwa, kunyaŋge ucikumbira hafu yoʋushe bgaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino mambo akati kwaari, “Unoreveiko vahosi Esiteri? Unokumbireiko? Uchazvipiwa, kunyange uchikumbira hafu youshe hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mambo akati kwaari, “Chiiko nhai vahosi vangu Esita? Chiiko chamuri kukumbira? Munochipihwa chete kunyange chikava zvacho chikamu chepakati napakati chaicho choumambo hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ipapo mambo akamubvunza achiti, “Uri kureveiko, vaHosi Esteri? Chikumbiro chako ndecheiko? Kunyange hafu youshe uchaipiwa.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

3 Zvino mambo akati kwaari, “Unoreveiko vahosi Esiteri? Unokumbireiko? Uchazvipiwa, kunyangwe uchikumbira hafu youshe hwangu.”

Viz kapitola kopírovat




Estere 5:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy