Online Bible

- Reklamy -

Estere 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kana muchida zvenyu mambo, panofanira kutemwa chirevo chokuti vaparadzwe. Ini ndini ndichabvisa mari yesirivha inosvika mazana matatu amatani ane matani makumi mana ane mashanu, ndoiisa mumaoko avanhu vanoona nezvebasa rokwamambo kuti vagoiisa munochengeterwa upfumi hwokwamambo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kana mambo acifara naɀo, ŋwadi ŋgainyorwe kuti ʋaparadzwe; ini ndicaɓuɗisa matarenta aneɀuru ɀinegumi esirveri pamaʋoko aʋatariri ʋeɓasa ramambo, ʋaaise paɀiʋigiro ɀefuma yamambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Kana mambo achifara nazvo n’wadhi ngainyorwe kuti vaparadzwe; ini ndichabudisa matarenta ane zviuru zvine gumi esirivha pamaoko avatariri vebasa ramambo, vaaise pazvivigiro zvepfuma yamambo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana muchida zvenyu mambo, panofanira kutemwa chirevo chokuti vaparadzwe. Ini ndini ndichabvisa mari yesirivha inosvika mazana matatu amatani ane matani makumi mana ane mashanu, ndoiisa mumaoko avanhu vanoona nezvebasa rokwamambo kuti vagoiisa munochengeterwa upfumi hwokwamambo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Kana mambo achifara nazvo, ngapaiswe chirevo chokuti vaparadzwe, uye ini ndicharipa matarenda zviuru gumi esirivha mudura repfuma yamambo kuti igoshandiswa kuripira avo vachabata basa iri ramambo.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

9 “Kana mambo achifara nazvo tsamba ngainyorwe kuti vaparadzwe; ini ndichabudisa matarenta ane zviuru zvine gumi esirivha pamaoko avatariri vebasa ramambo, vaaise pazvivigiro zvepfuma yamambo.”

Viz kapitola kopírovat

Estere 3:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy