Online Bible

- Reklamy -

Estere 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Modhekai ndiye akarera Hadhasa, ainziwo Esita mwanasikana wababamunini vake nokuti akanga ava nherera isina baba kana amai. Musikana iyeyu akanga ari musikana aitarisika zvakanaka ane chimiro chinoyevedza. Pakafa baba namai vake, Modhekai ndiye akasara ava kumurera ava kumuona semwanasikana wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Iye wakaŋga arera Hadasa, ndiye Estere, mukunda waɓaɓamunini wake; nokuti wakaŋga asinaɓaɓa namai; ɀino musikana uyu wakaŋga akanaka paʋumiro bgake napaciso cake; pakufa kwaɓaɓa ʋake namai ʋake Mordekai ndokumutora, akamuita mukunda wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Iye akanga arera Hadhasha, ndiye Esiteri, mukunda wababamunini wake; nokuti akanga asina baba namai; zvino musikana uyu akanga akanaka paumiro hwake napachiso chake; pakufa kwababa vake namai vake Modhekai ndokumutora, akamuita mukunda wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Modhekai ndiye akarera Hadhasa, ainziwo Esita mwanasikana wababamunini vake nokuti akanga ava nherera isina baba kana amai. Musikana iyeyu akanga ari musikana aitarisika zvakanaka ane chimiro chinoyevedza. Pakafa baba namai vake, Modhekai ndiye akasara ava kumurera ava kumuona semwanasikana wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Modhekai aiva nomwanasikana wasekuru vake ainzi Hadhasa, waakanga arera nokuti akanga asina mai kana baba. Musikana uyu ainziwo Esteri, akanga akanaka kwazvo pachimiro napaunhu, uye Modhekai akanga amutora somwanasikana wake pakufa kwakaita mai vake nababa vake.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

7 Iye akanga arera Hadhasha, ndiye Esiteri, mukunda wababamunini wake; nokuti akanga asina baba namai; zvino musikana uyu akanga akanaka paumiro hwake napachiso chake; pakufa kwababa vake namai vake Modhekai ndokumutora, akamuita mukunda wake.

Viz kapitola kopírovat

Estere 2:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy