Online Bible

- Reklamy -

Estere 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Esita akanga asina kuvaudza rudzi rwake kana hama dzake nokuti Modhekai akanga amukohomedza kuti asabudise izvozvo pachena.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Asi Estere wakaŋga asina‐kuʋaziʋisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Mordekai wakaŋga amuraira, kuti arege kuʋaziʋisa iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Esita akanga asina kuvaudza rudzi rwake kana hama dzake nokuti Modhekai akanga amukohomedza kuti asabudise izvozvo pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Esteri akanga asina kutaura rudzi rwake nemhuri yake, kana kwaaibva, nokuti Modhekai akanga amurambidza kuita izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

10 Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Estere 2:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy