Estere 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Saizvozvo kana chirevo ichochi chaitwa namambo chaparidzwa munyika yamambo yose namakuriro ayakaita, madzimai ose acharemekedza varume vavo. Vangave varume vane chinzvimbo chiri pamusoro kana chiri pasi zvacho.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino kana cireʋo camambo caʋacatema, cikaparidzwa paʋushe bgake bgose, (nokuti ʋukuru kwaɀo,) ʋakadzi ʋose ʋacakudza ʋarume ʋaʋo, ʋose ʋakuru naʋaɗuku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino kana chirevo chamambo chavatema, chikaparidzwa paushe hwake hwose, (nokuti ukuru kwazvo), vakadzi vose vachakudza varume vavo, vose vakuru navaduku.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saizvozvo kana chirevo ichochi chaitwa namambo chaparidzwa munyika yamambo yose namakuriro ayakaita, madzimai ose acharemekedza varume vavo. Vangave varume vane chinzvimbo chiri pamusoro kana chiri pasi zvacho.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo kana chirevo chamambo chaziviswa muumambo hwake hwose, vakadzi vose vachakudza varume vavo, kubva kumudiki kusvikira kumukuru.” Viz kapitolaShona BIBLE20 Zvino kana chirevo chamambo chavatema, chikaparidzwa paushe hwake hwose, (nokuti ukuru kwazvo), vakadzi vose vachakudza varume vavo, vose vakuru navaduku.” Viz kapitola |