Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 9:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Mosesi akabva paiva naFarao, akabuda muguta umu, ndokusimudza maoko ake kuna Tenzi. Kutinhira kwemheni nechivhuramahwe zvakabva zvanyarara, mvura ichibva yakasa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino Mosesi akaɓuɗa muguta pamberi paFarao, akatambanudzira maʋoko ake kunaJehova, kutinhira necimvuramabge ɀikanyarara, nemvura ikasaɗururirwa panyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino Mosesi akabuda muguta pamberi paFarao, akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha, kutinhira nechimvuramabwe zvikanyarara, nemvura ikasadururirwa panyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Mosesi akabva paiva naFarao, akabuda muguta umu, ndokusimudza maoko ake kuna Tenzi. Kutinhira kwemheni nechivhuramahwe zvakabva zvanyarara, mvura ichibva yakasa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Ipapo Mozisi akabva pana Faro akabuda muguta. Akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha; kutinhira nechimvuramabwe zvakamira, uye mvura haina kuzonayazve panyika.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 9:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy