Eksodo 9:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi ndinoziva kuti imi namachinda enyu hamusati zvenyu mava kutya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi kana muri’mi naʋaranda ʋenyu, ndinoziʋa kuti hamuŋgatyi Jehova Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Asi kana murimi navaranda venyu, ndinoziva kuti hamungatyi Jehovha Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi ndinoziva kuti imi namachinda enyu hamusati zvenyu mava kutya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi ndinoziva kuti iwe namachinda ako hamutyi Jehovha Mwari nazvino.” Viz kapitola |