Eksodo 9:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Kana ukasavabvumidza, uchirambira zvako navo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti kana ukaramba kuʋatendera, ukaramba uciʋadziʋisa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti kana ukaramba kuvatendera, ukaramba uchivadzivisa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana ukasavabvumidza, uchirambira zvako navo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana uchiramba kuti vaende uye ukaramba uchivadzivisa, Viz kapitola |