Eksodo 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Hoʋe dziri murwizi dzicafa, rwizi rucanhuwa; ʋaEgipita ʋacanetswa nokutȿaka kunwa mvura yorwizi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Hove dziri murwizi dzichafa, rwizi ruchanhuwa; vaIjipiti vachanetswa nokutsvaka kunwa mvura yorwizi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Hove dziri muna Nairi dzichafa, uye rwizi ruchanhuhwa; vaIjipita havazokwanisi kunwa mvura yarwo.’ ” Viz kapitola |