Eksodo 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Farao akati, “Imi muri kuona kuti iye zvino vanhu vechirudzi mawanda muno ndopamava kutoda zvenyu kutadzisa vanhu kuita basa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Farao akati: Tarirai, ʋanhu ʋenyika ino ʋatoʋa ʋazhinji, ɀino imi moɗa kuʋazorodza pamirimo yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Farao akati, “Tarirai, vanhu venyika ino vatova vazhinji, zvino imi moda kuvazorodza pamirimo yavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Farao akati, “Imi muri kuona kuti iye zvino vanhu vechirudzi mawanda muno ndopamava kutoda zvenyu kutadzisa vanhu kuita basa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Faro akati, “Tarirai, vanhu vawanda zvino munyika, uye muri kuvakonesa kushanda.” Viz kapitola |