Eksodo 40:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Asi kana gore iroro rainge risina kubviswapo, havaizosimudzira rwendo rwavo kusvikira zuva rarainge rabviswapo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Asi kana gore risina‐kukwidzwa, haʋana‐kufamba, kuȿikira musi warinozokwidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Asi kana gore risina kukwidzwa, havana kufamba, kusvikira musi warinozokwidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Asi kana gore iroro rainge risina kubviswapo, havaizosimudzira rwendo rwavo kusvikira zuva rarainge rabviswapo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 asi kana gore risina kubva, vakanga vasingafambi, kusvikira pazuva rarinosimuka. Viz kapitola |