Eksodo 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Tenzi akatizve, “Isa ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaisa ruoko rwake muhanzu nechapadundundu. Paakaruburitsa, akaona rwangoti mbe-e kuchena, rwava namaperembudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova akati ʋo kwaari: Isa ruʋoko rwako mucifuʋa cako: akaisa ruʋoko rwake mucifuʋa cake; ɀino wakati acirubvisa, ʋonei ruʋoko rwake rwaʋa namaperembudzi, rwati mbembe secando. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Jehovha akatiwo kwaari, “Isa ruoko rwako muchipfuva chako.” Akaisa ruoko rwake muchipfuva chake; zvino akati achirubvisa, onei ruoko rwake rwava namaperembudzi rwati mbembe sechando. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akatizve, “Isa ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaisa ruoko rwake muhanzu nechapadundundu. Paakaruburitsa, akaona rwangoti mbe-e kuchena, rwava namaperembudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo Jehovha akati, “Isa ruoko rwako muchipfuva chako.” Saka Mozisi akaisa ruoko rwake muchipfuva chake, uye paakarubudisa, rwakanga rwachena maperembudzi, sechando. Viz kapitola |