Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 39:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Yaive yakapetwa ruviri, iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo kuchiita masendimita makumi maviri ana masendimita maviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Yakaŋga inenhiʋi inna dzakaenzana; ʋakaita homboɗo yecifuʋa inemheto mbiri; kureɓa kwayo kwakaŋga kwakaita sapanoȿika minwe, noʋupamhi bgayo sapanoȿika minwe ʋo, inemheto mbiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Yakanga ine nhivi ina dzakaenzana; vakaita hombodo yechipfuva ine mheto mbiri; kureba kwayo kwakanga kwakaita sapanosvika minwe, noupamhi hwayo sapanosvika minwewo, ine mheto mbiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Yaive yakapetwa ruviri, iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo kuchiita masendimita makumi maviri ana masendimita maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Chakanga chakaenzana mativi acho ose ari mana, chakaenzana nechanza paurefu uye chakaenzana nechanza paupamhi uye chakapetwa kaviri.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 39:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy