Eksodo 38:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Akagadzirira atari sefa yendarira yakaita somumbure. Akaisa sefa yacho pazasi pomupendero wapamusoro peatari, ichirembera kusvika pakati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akaitira ʋo artari cakarukwa cendarira, cakarukwa samambure, pasi pecitsiko cakaipotedza necenyasi, cakaȿikira pakati payo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akaitirawo atari chakarukwa chendarira, chakarukwa samambure, pasi pechitsiko chakaipoteredza nechenyasi, chakasvikira pakati payo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akagadzirira atari sefa yendarira yakaita somumbure. Akaisa sefa yacho pazasi pomupendero wapamusoro peatari, ichirembera kusvika pakati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakaitira aritari chiparo, mumbure wendarira, kuti chive pasi pechitsiko chayo, pakati napakati pokukwirira kwearitari. Viz kapitola |