Eksodo 38:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Mapango awo akanga ari mana, aine zvigadzikirowo zvawo zvendarira zvina. Zvipikiri zvawo zvaivawo zvesirivha, zvapamusoro dzawo nembariro dzawo zviri zvesirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mbiru dzayo dzaiʋa inna, neɀigadziko ɀadzo ɀinna ɀendarira; ɀikorekedzo ɀadzo ɀaiʋa ɀesirveri, misoro yadzo neɀindori ɀadzo ɀakaŋga ɀakafukidzwa nesirveri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Mbiru dzayo dzaiva ina, nezvigadziko zvadzo zvina zvendarira; zvikorekedzo zvadzo zvaiva zvesirivha, misoro yadzo nezvindori zvadzo zvakanga zvakafukidzwa nesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mapango awo akanga ari mana, aine zvigadzikirowo zvawo zvendarira zvina. Zvipikiri zvawo zvaivawo zvesirivha, zvapamusoro dzawo nembariro dzawo zviri zvesirivha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 namatanda mana uye nezvigadziko zvendarira zvina. Zvikorekedzo zvazvo nezvisungo zvazvo zvaiva zvesirivha, uye misoro yacho yakanga yakafukidzwa nesirivha. Viz kapitola |