Eksodo 38:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kurutiʋi rwamabvazuʋa kunotarira kumabvazuʋa kwaiʋa namakubiti makumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kurutivi rwamabvazuva kunotarira kumabvazuva kwaiva namakubhiti makumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kumucheto wokumabvazuva, wakananga kunobuda nezuva, kwaivawo noupamhi hwamakubhiti makumi mashanu. Viz kapitola |