Eksodo 37:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Chigadzikiro ichocho namapazi acho namaruva acho zvaiva zvendarama chaiyo yakanakisisa, zvakabatanidzwa zviri chinhu chimwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mafundo aɀo namataʋi aɀo akaŋga akaʋumbga pamŋe cete naɀo, ɀose ɀikaʋa cinhu cimŋe cakaŋga cakaʋumbga nendarama yakaiȿo‐naka, yakapambadzirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mafundo azvo namatavi azvo akanga akaumbwa pamwechete nazvo, zvose zvikava chinhu chimwe chakanga chakumbwa nendarama yakaisvonaka, yakapambadzirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chigadzikiro ichocho namapazi acho namaruva acho zvaiva zvendarama chaiyo yakanakisisa, zvakabatanidzwa zviri chinhu chimwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mabukira namatavi zvaiva chinhu chimwe chete nechigadziko chomwenje, chegoridhe rakaisvonaka rakapambadzirwa. Viz kapitola |