Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 37:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Bhezarieri akatora mapango omuunga akagadzira bhokisi rechitenderano. Rakanga riri zana ramasendimita rina masendimita gumi kureba, hwasha hwaro huchiita makumi matanhatu amasendimita ana masendimita matanhatu, udzami hwaro huchiitawo makumi matanhatu amasendimita ana masendimita matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Bezareri akaita areka yamatanda omuakasia; kureɓa kwayo kwaiʋa makubiti maʋiri nehafu, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe nehafu, nokukwirira kwayo kubiti rimŋe nehafu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Bhezareri akaita areka yamatanda omuakasia; kureba kwayo kwaiva makubhiti maviri nehafu, noupamhi hwayo kubhiti rimwe nehafu, nokukwirira kwayo kubhiti rimwe nehafu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Bhezarieri akatora mapango omuunga akagadzira bhokisi rechitenderano. Rakanga riri zana ramasendimita rina masendimita gumi kureba, hwasha hwaro huchiita makumi matanhatu amasendimita ana masendimita matanhatu, udzami hwaro huchiitawo makumi matanhatu amasendimita ana masendimita matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Bhezareri akaita areka yamatanda omuunga, yakareba makubhiti maviri nehafu, kubhiti rimwe nehafu paupamhi, uye kubhiti rimwe chete nehafu pakukwirira.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 37:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy