Eksodo 36:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Akagadzira jira rokudzikatirisa nerineni yakanakisisa yeruvara rwedenga neruvara rwehute nerutsvuku yakarukirirwa makerubhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Akaita ʋo cidzitiro neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa; akaciita namakerubi, rikaʋa ɓasa romunhu unogona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Akaitawo chidzitiro nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; akachiita namakerubhi, rikava basa romunhu anogona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akagadzira jira rokudzikatirisa nerineni yakanakisisa yeruvara rwedenga neruvara rwehute nerutsvuku yakarukirirwa makerubhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vakaita zvidzitiro zvewuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, namakerubhi akasonerwa pauri nemhizha ino unyanzvi. Viz kapitola |