Eksodo 36:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Akaveza mapango omuunga okumisa chengo chetendhe rinoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akaitira ʋo tabernakeri mapuraŋga omuakasia akamiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akaitirawo tabhenakeri mapuranga omuakasia akamiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akaveza mapango omuunga okumisa chengo chetendhe rinoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vakaita mapuranga akamiswa amatanda omuunga etabhenakeri. Viz kapitola |