Eksodo 34:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Mosesi aiti kana opinda kundotaura naTenzi, aibvisa mucheka uyu kusvikira abudamo. Paaibuda aiudza vaIsiraeri zvose zvaainge audzwa naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Asi kana Mosesi opinda pamberi paJehova kundotaura naye, waibvisa cifukidzo kuȿikira aciɓuɗa; ɀino woɓuɗa, ndokuʋudza ʋana ʋaIsraeri ɀarairwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Asi kana Mosesi opinda pamberi paJehovha kundotaura naye, waibvisa chifukidzo kusvikira achibuda; zvino wobuda, ndokuudza vana vaIsiraeri zvarairwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Mosesi aiti kana opinda kundotaura naTenzi, aibvisa mucheka uyu kusvikira abudamo. Paaibuda aiudza vaIsiraeri zvose zvaainge audzwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Asi pose paaipinda paKuvapo kwaJehovha kuti ataure naye, aibvisa chifukidzo kusvikira abuda kunze. Uye aiti paaibuda achiudza vaIsraeri zvaainge arayirwa, Viz kapitola |