Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 32:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Mosesi paakaona kuti vanhu varasika, vaenda mutome nokuti Aroni akanga avarega vachipanduka zvinovashoresa navavengi vavo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino Mosesi wakati aʋona kuti ʋanhu ʋarasha Jehoʋa, nokuti Aroni wakaŋga aʋarashisa, kuti ʋasekwe naʋaʋeŋgi ʋaʋo,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino Mosesi wakati aona kuti vanhu varasa Jehovha, nokuti Aroni wakanga avarasisa, kuti vasekwe navavengi vavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Mosesi paakaona kuti vanhu varasika, vaenda mutome nokuti Aroni akanga avarega vachipanduka zvinovashoresa navavengi vavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Mozisi akaona kuti vanhu vakanga vatopenga zvavo uye kuti Aroni akanga avarega vasisazvidzori uye kuti vakanga vava chiseko kuvavengi vavo.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 32:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy