Eksodo 32:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi Mosesi akateterera kuna Tenzi, Mwari wake achiti, “Nhai Tenzi mungagodarireiko kuvirukira vanhu venyu nehasha? Vanhu vamakaburitsa muIjipiti nesimba renyu guru! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo Mosesi akakumbira kunaJehova Mŋari wake, akati: Haiwa, Jehova, shuŋgu dzenyu dziŋgagomukireiko ʋanhu ʋenyu, ʋamakaɓuɗisa munyika yeEgipita nesimba guru ʋuye noruʋoko runesimba: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo Mosesi akakumbira kuna Jehovha Mwari wake akati, Haiwa, Jehovha, shungu dzenyu dzingagomukireiko vanhu venyu, vamakabudisa munyika yeIjipiti nesimba guru uye noruoko rune simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi Mosesi akateterera kuna Tenzi, Mwari wake achiti, “Nhai Tenzi mungagodarireiko kuvirukira vanhu venyu nehasha? Vanhu vamakaburitsa muIjipiti nesimba renyu guru! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi Mozisi akatsvaka nyasha dzaJehovha Mwari wake, akati, “Haiwa Jehovha, kutsamwa kwenyu kungapfuta seiko pamusoro pavanhu venyu, vamakabudisa kubva muIjipiti nesimba guru uye noruoko rune simba? Viz kapitola |